Ndaigara pane imwe complex muJoburg and neighbour yangu yaive mumwe mukadzi ainzi mai Thuli vainge vari kuma late 30 and I am sure vainge vakaita nhumbu vachiri mudiki coz Thuli ainge akutova kuHigh school inini ndainge ndine 27 years, good job in IT company car and all. At times ndaitobuda naThuli coz ndaipfuura nepachikoro pake everyday especially kana mai vake vanonoka since taiyenda kusame area. Mai vaThuli vainge vane business and seems like she was still starting so vakafona kubasa kwedu vachida someone to help her set ma computers avo, ndakadeedzwa naboss ndikanzi ndiende across kushop yavo but ndisati ndasvika didn’t ndaenda mavo exactly ndakayozovaona ndasvika zvikanzi ko it’s you ndikati yaa I think mafona kubasa kwedu muchida help setting up your computers.
Mai Thuli was friendly and munhu aifara hake, vakabva vatanga kuti dai ndanga ndichiziva kuti ndiwe uchauya would have dressed better, pakamboita ka wierd moment tichibva tamboramba takatarisana then ndokubva ndati ndeapi macomputer amurikuda kuti ndiite setup, vakandiratidza about 10 computers seems vaitanga internet cafe.Ndakaona munhu achitadza kunditarisa kumeso vaingonyarara nyara kunge zvaiitwa naThuli everytime yandaiyenda naye kuchikoro kuita kunge ane crush neni but ndaingozviti mwana mudiki saka always ignored her. Mai vake vakabva vatanga kuti dai ndaiziva kuti ndiro basa rako ndingadai ndakaudza iwewe at least ndingadai ndichikuona everyday, tichibva taseka hedu.
The next day ndakawona message from Thuli achiti she wanted me kuti ndiyende naye kuchikoro apa amao vake vaiti vaita cancel the job with my computer she wants me to come everyday and help her set up her new internet cafe, waiti ukawona mai vaThuli nekunaka kwavainge vakaita you would not believe kuti vane mwana avakutova Matric apa ainge akanakawo futi zvekuti ndaishaya kuti ndodanana neupi…………….READ more on the next page,go below this page CLICK>>>>2