Nemanakire avo I never thought kuti vangandipindura message yandakavaisira ku inbox kwavo after she had requested me to be her friend and I accepted the request then told her how beautiful she was as a compliment.
She replied ndokubva tatanga kutaura tese hedu, we started asking each other tumibvunzo nhando am sure by now makutuziya mese.She told me kuti ma stories angu aivavaraidza and they are good, she also told me to keep it up.I thanked her and I also told her kuti ndotoshamisika sometimes if I write a story munhu akaverenga unogona kutoona akutondituka, like your story is boring, too long, SAKA, that kind of a thing, I told her kuti zvinonetsa kufadza munhu wese and chisingaziye vanhu I am not being paid not a single cent to write them stories , its just for fun.
Sometimes I just think kungozvisiya and hapana chandobva, she then encouraged me not to stop.Anyway dzaingovawo nyaya zvadzo, we then exchanged APP digits then we started to chat paAPP exchanged pics, when I gave her mine she said handina kufitwa ,zvandiri nezvandonyora hazvienderane, am sure she thot ndakavapa pic yebhaiz.Takazoronga kuti tiite meet one of the days.
We met zvedu, she really delayed but musi wacho ndanga ndisiri kumhanya so I waited for her for almost an hour and a half, finaly she arrived pama shops pandainge ndakamira.She told me kuti vasvika and I told her zvanga ndakapfeka she told me as well then I went and saw her………………..Read more on the next page,go below this page CLICK>>>>2