MUGABE: I’m not dying yet

President Mugabe (92) says he will not retire now because he is fighting off those who want to remove him power.

“Kana ndichikanganisa mondiudza (kuti) ndakanganisa, I will go,” he said. “We are in a critical time yeregime change. “Kuti tikuturwe nemabhunu vachiti we want to change the Government of Zimbabwe, yatakarwira kudaro tese tikaita ziya, dikita, tikayambuka manzizi? Haaaa, ndakati aiwa.

“The British, Americans vakabatana . . . but I think we have defeated them. Saka change inouyaka zvakanaka. If I have to retire, let me retire properly; vanhu vogarawo pasi zvakanaka, kwete zvekuenderana kun’anga

zvanga zvichiita mai ava (Joice Mujuru) vatisiya ava vachiita Zimbabwe (People) First. Ah, zvinenge zvisina kunaka.”

President Mugabe said he was aware of the G40 and Lacoste factions that were angling to succeed him.

“Ngatiumbeyi musangano wedu zvakanaka . . . Zvino zvirikuitwa nevakuru hapana asingazvizive. Ko, makazvipa mazita ekuti G40, vana

locust, Lacoste? Ah, ruzhinji rwevanhu havambozvibata izvozvo. ngatitererei gwara, gwara, gwara.

“Corruption iriko, nekuparty. Kuparty hameno vanhu varikufana varonga succession, hanzi kamudhara ikaka kachafa rinhiko? Kari kuramba kufa. Kakachera kupiko? Ko ndinofirei? Ndinofireyi kana Mwari asati ada kuti chiuya. Ko ndiri kutadza here nhai vakomana?”

He warned against successionist politics, saying those who are plotting to succeed him should rather redirect their energies to working for development.