Kuzvambura maiguru, mukoma wemukadzi nayo tsvimbo nyoro

Ndakatoona kuti nyaya yangu yanetsa kugadzirisa ndikati better ndisiyane zvangu nazvo, mai D kana vakuda kuti ipere vachazotaura, effort yangu yanga isina basa kwaari.Anyway I decided to just play it cool hangu.Problem anga akurara pasi mubedroom ini ndichirara hangu pa bed.Ndaisada hangu kumumanikidza kurara neni asingadi.

Umwe musi ndanga ndakatorohwa hangu nenyere, ndokugaya kuti ndiite sei?MaiD vanga vabuda havo kunogadzirwa musoro mu town, vakaenda na D na maid, ini ndokusara hangu ndiri one.Ndakatanga kugaya kubuda hangu kumboenda ku lake kunorohwa nemhepo ndiri one maybe zemo ringapera.Ndakazwa knock pa door ndokuvhura wanei ndi maiguru mai Ayanda, sister hombe mumba mana maiD.Mukadzi akanaka iyeye apa anozviita mukaradhi coz akambogara kuAmerica for some time.Ah ,pindai maiguru, makadii makadii?………SEE MORE on then next page simply go below this page CLICK>>>2