Kusvirwa naTicha mukomana Webasa MuKitchen – Ndakamuisira Vhuka-Vhuka muTea – Part 1

Kwakange kwapera almost 3 weeks kubva pandakarohwa newonderful dhik yaTicha mukomana wedu webasa apo baba vevana vange vaenda kuHarare kuconference yekubasa. Chaindinetsa ndechekuti ndange ndava kuramba ndichingorota Ticha asina kupfeka achiuya kwandiri nezimboro rake riya range andishanda naro but chaindibhowa dechekuti ndaibva ndamuka kubva muhope. So many times ndakambotraya kudzokera kunorara zvekufosekedza hoping kuti ndingangoita lucky ndikarota the same thing kuti ndikwirane naTicha muhope imomo again but as you know hazvaimboitika. Apa ini nemurume wangu tange tabvumirana kuti pay yaTicha ikwidzirwe by 50% sezvandakamutaurira  Ticha as a gift musi watakwirana. Murume wangu aisaziva ofcourse kuti ndipo pange pane nyaya yacho. In only 3 weeks Ticha ange avakutengawo tuhembe tunotaridzika pluz the other day
ndakange ndamutengera matennis enikes nekatrack-suite keaddidas zvandange ndaonawo zviri pasero zvekuti chikomana ichi change chavakutotarisikawo, chavakutondityora moyo every second mufunge zvenyu.

I can’t even imagine kuti ndange ndavakutotadza kurara nepamusana pekamusevenzi katakapika paMbare kasina kana chii zvacho kachitotsvaga pekusevenza kuti kawane chekudya chete. On the other hand ndaizongozvidzora nekuti maybe ifood yangu yandange ndamufidha nayo for the past 2 years yange yaenda kunokudza mboro yaTicha kudaro but on the other hand then what about yababa vevana? Ko zvavariwozve vanotodya more pluz special food, ko zvino sei vange vane kamboro kadiki pane rekaTicha aka?


Zvisinei, baba vevana ndipowo pavakauya iri Wednesday manheru vachibva kubasa vachindiudza kuti vange varikuzoenda kuMalaysia nebasa for 2weeks kubva Friday yatazoibata week iyoyo. Ipapo ndakarohwa nehana ndichifunga kuti zvino Ticha uya avakuzowanazve imwe chance like this here, inga mwari anondida veduwee. Ndakaramba ndakanyarara kunge munhu ange arasika mumhute then murume wangu ndokuzoti ko zvaita sei? Ini ndakabva ndakurumidza kufunga ndikabva ndati, ‘ Inga pabasa penyu apa mavakwira ladder chaizvo, kubva mapihwa trip yeoverseas, ndiko kubudirira ka uku’. Rume rakanyemwerera richibva rati,’Haaa tirikumboedza mai Chipo, hameno, mwari wacho akada, zvimwe tichangozoitwawo vakuru-vakuru zvikanaka’. Ini nechemumoyo ndakangoti zvangu , kuswera uchienda kwese kure uko panzvimbo yekunotsvaga midzi yekuti mboro ikure kuMbare uko pedyo-pedyo apa. Takazopedza Thursday yacho tichitenga twekuti baba vevana vafambe zvakanaka