They say there are many ways of killing a cat, well its true I guess.
Ndakaona chat yanga yakanzi Born, please hide ID and post for me
Nyaya yacho it was mubvunzo wekuti nhai murume ari more sexually active at what age what what.I posted and started to get some answers, then I asked muridzi we nyaya kuti arikuona here ma comments, akati yes ainge achimaona
So ndakabvunza kuti you want to knw about hu sexual active hwemunhurume what about iwewe asi you not sexually active? Ndaitotambawo zvangu, so we started chatting, till ndazonatsotarisa mafotoz ake ese ,panga pane one rakazondibaya moyo, I fell in love with her lips so I decided to talk to her more
She told me that shiz married and ane mwana one shiz a nurse anogara kukambuzuma…………….…READ FULL STORY on the next page ,go below this page CLICK>>>2