Gumi remutemo pakuSVIRANA

Hapana pasina mitemo,izvi ndizvo zvinotarisirwa nevarume pakusvirana… Gumi remutemo pabonde:

1) Usave navamwe varume kunze kwangu.

 

2) Usapike nhando nemboro kana nebeche.

3) chengetedzai nguva yekukwirana.

4) Kumbira kunababa kana wava kuda basa rechikapa.

5) rangarira zuva ratatanga kukwirana urikoshese.

6) shevedza mboro nemutupo.

7) Usakoire kana kuitira vamwe varume chikapa kunze kwangu.

8) Usapfeke mushonga.

9) Tenda baba nemutupo kana vapedza basa.

10) Usakanganwe kugeza mboro kana beche zvigare zvakachena. Vakakomborerwa zvavo vanemagaro makuru nokuti vachakwirwa isu tisati.